1
Johani 1:12
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Asi vose vakamugamuchira vakatenda muzita rake akavapa simba rokuva vana vaMwari
ತಾಳೆಮಾಡಿ
Johani 1:12 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
2
Johani 1:1
Pakutanga Izwi akanga atovapo; Izwi iyeyo akanga ari pamwechete naMwari; Izwi akangawo ari Mwari.
Johani 1:1 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
3
Johani 1:5
chiedza chinovhenekera murima uye rima harina kuchikurira.
Johani 1:5 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
4
Johani 1:14
Izwi akava munhu anenyama akagara pakati pedu azere nyasha nechokwadi. Takaona mbiri yake inokodzerana nomwana oga waBaba.
Johani 1:14 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
5
Johani 1:3-4
Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye. Maari makanga muino upenyu; upenyu ihwohwo hwakanga huri chiedza chavanhu
Johani 1:3-4 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
6
Johani 1:29
Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi.
Johani 1:29 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
7
Johani 1:10-11
10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva. Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira.
Johani 1:10-11 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
8
Johani 1:9
chiedza chechokwadi, chinovhenekera munhu wose, chiri kuuya pasi pano.
Johani 1:9 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
9
Johani 1:17
Mutemo wakapiwa nokuna Mosesi nyasha nechokwadi zvikauya nokuna Jesu Kristu.
Johani 1:17 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
ಮುಖಪುಟ
ಬೈಬಲ್
ಯೋಜನೆಗಳು
ವೀಡಿಯೊಗಳು