1
Ruka 13:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
“Vavarirai kupinda napamusuo wakamanikana, nokuti ndinokutaurirai kuti, vazhinji vachaedza kupinda asi vachakundikana.
ತಾಳೆಮಾಡಿ
Ruka 13:24 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
2
Ruka 13:11-12
Maiva nomumwe mudzimai aiva nomweya wakamuitisa ndonda kwamakore gumi namasere. Akanga akakombama asingagoni kuzvitwasanudza. Jesu paakamuona akamudaidza akati kwaari, “Mai masunungurwa paurwere hwenyu.”
Ruka 13:11-12 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
3
Ruka 13:13
Akaisa maoko ake paari. Pakarepo akatwasanudzwa. Akabva arumbidza Mwari.
Ruka 13:13 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
4
Ruka 13:30
Chinzwai, kuno vamwe vari vokupedzisira vachava vokutanga. Vamwewo vokutanga vachazova vokupedzisira.”
Ruka 13:30 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
5
Ruka 13:25
Muridzi wemba akangosimuka chete akazarira musuo muchatangisa kumira kunze muchigogodza muchiti, ‘Tenzi tizarurireiwo.’ Achakupindurai achiti, ‘Handikuzivei kwamunobva.’
Ruka 13:25 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
6
Ruka 13:5
Ndinokutii, ‘Kwete.’ Asi imi, mukasatendeuka muchapararawo mose saizvozvo.”
Ruka 13:5 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
7
Ruka 13:27
asi iye achati ndinokuudzai kuti, ‘Handikuzivei kwamunobva. Ndibvirei pano imi vaiti vezvakaipa.’
Ruka 13:27 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
8
Ruka 13:18-19
Jesu akazoti, “Umambo hwaMwari hungafananidzwe nei, ndingauenzanise neiko? Hwakaita setsanga yemasitadhi yakatorwa nomunhu akandoidyara mubindu rake. Yakakura ikava muti. Shiri dzedenga dzakaita matendere mumapazi awo.”
Ruka 13:18-19 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
ಮುಖಪುಟ
ಬೈಬಲ್
ಯೋಜನೆಗಳು
ವೀಡಿಯೊಗಳು