1
Johane 13:34-35
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinokupai murairo mutȿa, wokuti mudane; seɀandakakuɗai imi, nemi muɗane ʋo saiɀoɀo. Ʋose ʋacaziʋa naiɀoɀi kuti muri ʋadzidzi ʋaŋgu, kana munoruɗo pakati penyu.
ತಾಳೆಮಾಡಿ
Johane 13:34-35 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
2
Johane 13:14-15
Ɀino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndakashambidza tsoka dzenyu, nemi ʋo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu. Ndakakuratidzai makwara kuti muite imi seɀandakakuitirai ini.
Johane 13:14-15 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
3
Johane 13:7
Jesu akapindura, akati kwaari: Candinoita hauciziʋi ɀino; asi ucaɀinzwisisa pashure.
Johane 13:7 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
4
Johane 13:16
Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Muranda haazi mukuru kunashe wake, ʋuye wakatumŋa mukuru kunowakamutuma.
Johane 13:16 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
5
Johane 13:17
Kana muciɀiziʋa iɀi, makaropafadzwa kana muciɀiita.
Johane 13:17 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
6
Johane 13:4-5
akasimuka pakurayira, akabvisa ŋguʋo dzake, akatora muceka, akaɀisuŋga ciʋuno. Ɀino akaɗira mvura mumudziyo, akataŋga kushambidza tsoka dzaʋadzidzi ʋake, akadzipisika nomuceka, waakaŋga akaɀisuŋga nawo.
Johane 13:4-5 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
ಮುಖಪುಟ
ಬೈಬಲ್
ಯೋಜನೆಗಳು
ವೀಡಿಯೊಗಳು