Mavambo 6:9

Mavambo 6:9 SCLB

Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari.

Mavambo 6:9のビデオ