1
Mavambo 4:7
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Handiti kana ukaita zvakanaka unogamuchirwawo here? Asi nokuti hauna kuita zvakanaka, chitadzo chakugaririra pamusuo, chichikutsvaka. Asi iwe unofanira kuchikunda, uchitonge.”
比較
Mavambo 4:7で検索
2
Mavambo 4:26
Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi.
Mavambo 4:26で検索
3
Mavambo 4:9
Mwari akazobvunza Kaini achiti, “Ko munun'una wako, Abhero aripiko?” Kaini akati, “Handizivi. Ko ndini muchengeti womunun'una wangu here?”
Mavambo 4:9で検索
4
Mavambo 4:10
Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri.
Mavambo 4:10で検索
5
Mavambo 4:15
Asi Tenzi akati, “Kwete. Ani naani anenge auraya Kaini anotsiviwa kakapetwa kanomwe.” Tenzi akaisa Kaini rupawo kuitira kuti munhu anenge azomuona arege kumuuraya.
Mavambo 4:15で検索
ホーム
聖書
読書プラン
ビデオ