1
Ruka 24:49
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Chinzwai, ndichatumira pamuri chipikirwa chababa vangu. Asi imi garai muguta rino, kusvikira mapiwa simba rinobva kumusoro.’ ”
比較
Ruka 24:49で検索
2
Ruka 24:6
Yeukai zvaakakuudzai achiri kuGarirea
Ruka 24:6で検索
3
Ruka 24:31-32
Maziso avo akabva azaruka vakabva vamuziva, asi iye akabva anyangarika kwavari. Vakataurirana vachiti, “Mwoyo yedu haina kunge yava kutopisirira here mukati medu paanga achitaura kwatiri munzira; paya paanga achitizarurira Magwaro Matsvene?”
Ruka 24:31-32で検索
4
Ruka 24:46-47
Akati kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Kristu aifanira kutambudzika uye kuti amuke kuvafi nezuva retatu uyewo kuti kutendeuka nokuregererwa kwezvitadzo kuparidzwe muzita rake kumarudzi ose, zvichitangira kuJerusaremu.
Ruka 24:46-47で検索
5
Ruka 24:2-3
Vakawana dombo riya rakungurutswa kubva paguva. Asi pavakapinda havana kuwana chitunha.
Ruka 24:2-3で検索
ホーム
聖書
読書プラン
ビデオ