1
Ruka 16:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Munhu anovimbika mune zvidiki anovimbika mune zvikuru. Uyowo asingavimbiki mune zvidiki haavimbikiwo mune zvikuru.
比較
Ruka 16:10で検索
2
Ruka 16:13
“Hapana muranda anogona kushandira vatenzi vaviri nokuti anogona kuvenga mumwe achida mumwe kana kuti kwati kwati nomumwe achishora mumwe wacho. Haugoni kushandira Mwari uye mari.”
Ruka 16:13で検索
3
Ruka 16:11-12
Zvino kana usingavimbiki munezvemari isina kururama zvayo, ndiani angakuchengetese upfumi hwechokwadi? Zvino kana usina kuvimbika nechinhu chomumwe ndiani angakupe zvako pachako?’
Ruka 16:11-12で検索
4
Ruka 16:31
Abhurahamu akati kwaari, ‘Kana vakarega kunzwa Mosesi navaporofita havambotendi kana mumwe munhu akamuka achibva kuvafi.’ ”
Ruka 16:31で検索
5
Ruka 16:18
Ani naani anoramba mukadzi wake achiroora mumwe anoita upombwe. Nouyowo anoroora mukadzi akarambwa nomurume wake anoita upombwe.
Ruka 16:18で検索
ホーム
聖書
読書プラン
ビデオ