1
Johani 3:16
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Mwari akada pasi zvikuru zvokuti akapa Mwanakomana wake mumwechete kuti munhu wose anotenda maari arege kufa, asi kuti awane upenyu husingaperi.
比較
Johani 3:16で検索
2
Johani 3:17
Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake pasi kuzopa pasi mhosva asi kuti pasi paponeswe naye.
Johani 3:17で検索
3
Johani 3:3
Jesu akamuti, “Zvirokwazvo zvirokwazvo ndinoti kwauri, ‘Kana munhu asina kuzvarwa patsva haangaoni umambo hwaMwari.’ ”
Johani 3:3で検索
4
Johani 3:18
Anotenda maari haapihwi mhosva asi asingatendi maari atova nemhosva nokuti haana kutenda muzita roMwanakomana mumwechete oga waMwari.
Johani 3:18で検索
5
Johani 3:19
Mhosva yacho ndeyiyi yokuti chiedza chakauya pasi pano asi vanhu vakada rima panze pokuda chiedza, nokuti mabasa avo akanga akaipa.
Johani 3:19で検索
6
Johani 3:30
Iye anofanira kukwirira ini ndinofanira kuderera.
Johani 3:30で検索
7
Johani 3:20
Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena.
Johani 3:20で検索
8
Johani 3:36
Anotenda muna Mwanakomana anoupenyu husingaperi uyo asingateereri Mwanakomana haamboona upenyu asi hasha dzaMwari dzichanangana naye.”
Johani 3:36で検索
9
Johani 3:14
Sokusimudzira nyoka mudenga kwakaita Mosesi murenje saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo
Johani 3:14で検索
10
Johani 3:35
Baba vanoda Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose mumaoko ake.
Johani 3:35で検索
ホーム
聖書
読書プラン
ビデオ