1
Johani 2:11
Shona Bible 1949, revised 2002
Ichi chiratidzo chake chokutanga Jesu akaita paKana yeGariria, akaratidza kubwinya kwake; vadzidzi vake vakatenda kwaari.
比較
Johani 2:11で検索
2
Johani 2:4
Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.”
Johani 2:4で検索
3
Johani 2:7-8
Jesu akati kwavari, “Zadzai makate nemvura.” Ivo vakaazadza kusvikira pamiromo. Akati kwavari, “Cherai zvino muise kumukuru womuchato.” Vakandoisa.
Johani 2:7-8で検索
4
Johani 2:19
Jesu akapindura, akati kwavari, “Putsai temberi iyi, ini ndichaimutsazve namazuva matatu.”
Johani 2:19で検索
5
Johani 2:15-16
Akaruka tyava yorwonzi, akabudisa mutemberi makwai nemombe zvose; akaparadza mari yavaitsinhanha, nokuwisa matafura avo. Akati kuna vaitengesa njiva, “Bvisai zvinhu izvozvo muno; musaita imba yababa vangu imba yokutengesera.”
Johani 2:15-16で検索
ホーム
聖書
読書プラン
ビデオ