1
Johani 11:25-26
Shona Bible 1949, revised 2002
Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu; anotenda kwandiri, kunyange akafa, achararama. “Mumwe nomumwe ari mupenyu, anotenda kwandiri, haangatongofi. Unotenda izvozvo here?”
比較
Johani 11:25-26で検索
2
Johani 11:40
Jesu akati kwaari, “Handina kukuudza here, kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?”
Johani 11:40で検索
3
Johani 11:35
Jesu akachema misodzi.
Johani 11:35で検索
4
Johani 11:4
Jesu akati azvinzwa, akati, “Kurwara uku hakusi kwokufa, asi kuti Mwari akudzwe, noMwanakomana waMwari akudzwewo nazvo.”
Johani 11:4で検索
5
Johani 11:43-44
Akati areva izvozvo, akadanidzira nezwi guru, akati, “Razaro, buda!” Akanga afa akabuda, akapombwa makumbo namaoko nemicheka yomubwiro, nechiso chake chakapombwa nomucheka. Jesu akati kwavari, “Musunungurei, aende.”
Johani 11:43-44で検索
6
Johani 11:38
Ipapo Jesu akafazve neshungu mukati make, akasvika pabwiro. Iro raiva bako, nebwe rakanga riri pamusoro paro.
Johani 11:38で検索
7
Johani 11:11
Ndizvozvo zvaakareva, akazoti kwavari, “Razaro, hama yedu, avata; asi ndinoenda, kuti ndimumutse pahope.”
Johani 11:11で検索
ホーム
聖書
読書プラン
ビデオ