Johani 17:22-23
Johani 17:22-23 SUB
“Neni ndakavapa kubwinya kwamakandipa; kuti vave vamwe, sesu tiri vamwe; ini mavari, nemi mandiri, vakwaniswe kuva vamwe; kuti nyika izive kuti makandituma, uye kuti makavada sezvamakandida ini.