Mabasa aVapostori 11:23-24
Mabasa aVapostori 11:23-24 SUB
Iye akati asvika, akaona nyasha dzaMwari, akafara; akarayira vose kuti vanamatire Ishe nomwoyo wakasimba; nokuti waiva murume akanaka, azere naMweya Mutsvene nokutenda; vazhinji zhinji vakawedzerwa kuna Ishe.