Mabasa aVapostori 1:10-11

Mabasa aVapostori 1:10-11 SUB

Zvino vachitarisisa kudenga, iye achikwira, tarira, varume vaviri vamira navo vakafuka nguo chena; ivo vakati, “Imi varume veGareriya, makamirireiko makatarira kudenga? Uyu Jesu, akabva kwamuri, akakwidzwa kudenga, achauya saizvozvo, sezvamamuona achienda kudenga.”