1
Mabasa aVapostori 6:3-4
Shona BIBLE
Zvino hama dzangu, tsanangurai pakati penyu varume vanomwe, vanopupurirwa zvakanaka, vazere naMweya nouchenjeri, vatingaisa pabasa iri. Asi isu tichatsungirira pakunyengetera napabasa rokuparidza shoko.”
Összehasonlít
Fedezd fel: Mabasa aVapostori 6:3-4
2
Mabasa aVapostori 6:7
Shoko raMwari rikakura, vadzidzi vakawanda zvikuru muJerusaremu; navapristi vazhinji vakagamuchira kutenda.
Fedezd fel: Mabasa aVapostori 6:7
Kezdőoldal
Biblia
Tervek
Videók