1
Mavambo 5:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora.
Konpare
Eksplore Mavambo 5:24
2
Mavambo 5:22
Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.
Eksplore Mavambo 5:22
3
Mavambo 5:1
Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake.
Eksplore Mavambo 5:1
4
Mavambo 5:2
Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika.
Eksplore Mavambo 5:2
Akèy
Bib
Plan yo
Videyo