Mavambo 48:15-16
Mavambo 48:15-16 SCLBD
Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi, iye mutumwa waMwari aindinunura pose pandainge ndawirwa nenjodzi, ngaakomborerewo vakomana ava. Zita rangu namazita amadzibaba angu Abhurahamu naIsaki ngaarege kurova pavana ivava. Mwari ngaavape vana vazhinji.”