Mavambo 47:9
Mavambo 47:9 SCLBD
Jakobho akati kuna Farao, “Ini ndagara panyika ndiri munhu wokuti zvangu apa garei tamei apa garei tamei kwezana namakumi matatu amakore. Makore anga ari okutambura asi mashoma zvawo pane amadzimababa angu vakanga vari vanhu vokutama-tamawo.”