1
Mavambo 50:20
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno.
Compare
Explore Mavambo 50:20
2
Mavambo 50:19
Josefi akavati, “Musatye zvenyu. Ko munoti ini ndiri Mwari here?
Explore Mavambo 50:19
3
Mavambo 50:21
Naizvozvo musatye zvenyu. Ini ndichakuchengetai mose navana venyu.” Josefi akavanyaradza achitaura mashoko okuvadzikamisa mwoyo.
Explore Mavambo 50:21
4
Mavambo 50:17
mundoudza Josefi kuti, ‘Ndinokumbira kuti uregererewo vakoma vako zvitadzo nezvakaipa zvavakaita nokuti vakakuitira zvakaipa.’ Saka isu varanda vaMwari wababa venyu tinoti, tapota tiregerereiwo zvatakutadzirai.”
Explore Mavambo 50:17
5
Mavambo 50:24
Josefi akazotaurira hama dzake kuti, “Ini ndava kufa. Asi Mwari achakushanyirai, achazokutamisai munyika ino agoenda nemi kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho.”
Explore Mavambo 50:24
6
Mavambo 50:25
Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.”
Explore Mavambo 50:25
7
Mavambo 50:26
Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo.
Explore Mavambo 50:26
Home
Bible
Plans
Videos