Mavambo 34:25

Mavambo 34:25 SCLBD

Kwakati kwapera mazuva matatu maronda avarume ava orwadza, vana vaviri vaJakobho, Simeoni naRevhi, hanzvadzi dzaDhina vakatora mapakatwa avo, vakapinda muguta umu zvechiverevere ndokubva vauraya varume vose vaivamo.