1
Ruka 16:10
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
“Ani naani anogona kutendeka pane zvinhu zviduku anogonawo kutendeka pane zvakawanda, uye ani naani asina kutendeka pazvinhu zviduku duku achavawo asina kutendeka pane zvakawanda.
Vergleichen
Studiere Ruka 16:10
2
Ruka 16:13
“Hakuna muranda angagona kushandira vatenzi vaviri. Nokuti achavenga mumwe agoda mumwe, kana kuti achanamatira kuno mumwe uye agozvidza mumwe. Hazvigoni kuti ushandire Mwari nepfuma.”
Studiere Ruka 16:13
3
Ruka 16:11-12
Saka kana manga musina kutendeka paupfumi hwenyika, ndianiko achavimba nemi paupfumi hwechokwadi? Uye kana wanga usina kutendeka pazvinhu zvomumwe, ndianiko achakupa zvinhu zvako iwe?
Studiere Ruka 16:11-12
4
Ruka 16:31
“Iye akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mozisi navaprofita, havangatendi kunyange dai mumwe akamuka kubva kuvakafa.’ ”
Studiere Ruka 16:31
5
Ruka 16:18
“Ani naani anoramba mukadzi wake akawana mumwe mukadzi anoita upombwe, uye murume anowana mukadzi akarambwa anoita upombwe.
Studiere Ruka 16:18
Hauptbildschirm
Bibel
Lesepläne
Videos