1
Mavambo 2:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Naizvozvo murume achasiya baba vake naamai vake achiva chiname nomukadzi wake, vaviri ava vachiva nyama imwechete.
Cymharu
Archwiliwch Mavambo 2:24
2
Mavambo 2:18
Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.”
Archwiliwch Mavambo 2:18
3
Mavambo 2:7
Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu.
Archwiliwch Mavambo 2:7
4
Mavambo 2:23
Adhamu akati, “Hounoka zvino bvupa ramapfupa angu, nyama yomuviri wangu chaiyo. Achanzi munhukadzi, nokuti akatorwa pamunhurume.”
Archwiliwch Mavambo 2:23
5
Mavambo 2:3
Mwari akakomborera zuva rechinomwe akarieresa nokuti pazuva irori Mwari akazorora pabasa rake rose raakaita rokusika.
Archwiliwch Mavambo 2:3
6
Mavambo 2:25
Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani.
Archwiliwch Mavambo 2:25
Gartref
Beibl
Cynlluniau
Fideos