YouVersion Logo
Search Icon

Kuungudza kwaJeremia 1:20

Kuungudza kwaJeremia 1:20 BDSC

“Tarirai, imi Jehovha kutambudzika kwangu! Ndiri kurwadziwa mukati mangu, uye ndakakanganisika mumwoyo mangu, nokuti ndakakumukirai zvikuru. Kunze, munondo unondiurayira hama; mukati, munongova norufu.