YouVersion Logo
Search Icon

Genesisi 28:20-22

Genesisi 28:20-22 BDSC

Ipapo Jakobho akaita mhiko, akati, “Kana Mwari akava neni uye akandichengeta parwendo urwu rwandiri kufamba uye akandipa zvokudya kuti ndidye nenguo dzokupfeka uye ndikadzoka zvakanaka kuimba yababa vangu, ipapo Jehovha achava Mwari wangu, uye dombo iri randamisa sembiru richava imba yaMwari, uye pane zvose zvamuchandipa ndichakupai chegumi.”