YouVersion Logo
Search Icon

Muparidzi 4:9-11

Muparidzi 4:9-11 BDSC

Vaviri vari nani pano mumwe chete, nokuti vano mugove wakanaka pakushanda kwavo: Kana mumwe akawira pasi, shamwari yake inogona kumubatsira kuti amire zvakare. Asi ane nhamo munhu anowira pasi, asina anomusimudza! Uyezve kana vaviri vachivata pamwe chete, vachadziyirwa. Asi mumwe chete angadziyirwa sei?

Video for Muparidzi 4:9-11

Free Reading Plans and Devotionals related to Muparidzi 4:9-11