YouVersion Logo
Search Icon

2 Makoronike 7:14-15

2 Makoronike 7:14-15 BDSC

kana vanhu vangu vanodaidzwa nezita rangu, vakazvininipisa, vakanyengetera vakatsvaga chiso changu, vakatendeuka kubva panzira dzavo dzakaipa, ipapo ndichavanzwa kubva kudenga uye ndicharegerera chivi chavo uye ndichaporesa nyika yavo. Zvino meso angu achaona uye nzeve dzangu dzichanzwa minyengetero ichapirwa munzvimbo ino.

Video for 2 Makoronike 7:14-15

Free Reading Plans and Devotionals related to 2 Makoronike 7:14-15