1 Samueri 24:7
1 Samueri 24:7 BDSC
Namashoko aya Dhavhidhi akatsiura vanhu vake akasavatendera kuti varwise Sauro. Zvino Sauro akabva pabako akaenda hake.