YouVersion Logo
Search Icon

1 Madzimambo 14:8

1 Madzimambo 14:8 BDSC

Ndakabvarura umambo kubva muimba yaDhavhidhi ndikahupa kwauri, asi hauna kuva somuranda wangu Dhavhidhi, akachengeta mirayiro yangu uye akanditevera nomwoyo wake wose, akaita zvakanaka chete pamberi pangu.

Free Reading Plans and Devotionals related to 1 Madzimambo 14:8