YouVersion Logo
Search Icon

Zvakaratidzwa 8:10-11

Zvakaratidzwa 8:10-11 SCLB

Mutumwa wechitatu akaridzawo bhosvo rake ndokubva nyenyedzi huru yawa kubva kudenga ichipenya sezhenje ikawira pachikamu chetatu chenzizi uye pazvisipiti zvemvura. Zita renyenyedzi iyoyo rainzi Gavakava. Chikamu chechitatu chemvura chakava gavakava kuvava. Vanhu vazhinji vakafa nemvura iyoyo nokuti yakaitwa gavakava kuvava.

Free Reading Plans and Devotionals related to Zvakaratidzwa 8:10-11