Kutsinhira Mutemo 8:16
Kutsinhira Mutemo 8:16 SCLB
Mugwenga imomo ari iye, akakupa mana yokudya, yakanga isingazikanwi namadzitateguru ako. Aida kukuninipisa nokukuedza kuti pakupedzisira azokuitira zvakanaka.