Kutsinhira Mutemo 8:11
Kutsinhira Mutemo 8:11 SCLB
“Chenjerera kuti ungadaro ukazokanganwa Tenzi Mwari wako, worega kuchengeta zvirevo nemitemo nemirao yake yandiri kukuudza nhasi uno.