Zvakaratidzwa 21:1
Zvakaratidzwa 21:1 SCLBD
Ipapo ndipo pandakazoona denga idzva nenyika itsva nokuti denga rakare nenyika yakare zvakanga zvapfuura uye gungwa pakanga pasisina.