Zvakaratidzwa 12:3-4
Zvakaratidzwa 12:3-4 SCLBD
Kwakaonekwa chimwe chiratidzo mudenga chezigaranyanya guru dzvuku rine misoro minomwe negumi renyanga nengundu nomwe pamisoro yaro. Muswe waro wakakumba chikamu chechitatu chenyenyedzi dzedenga ukadzikanda pasi. Zigaranyanya riya rakandomira pamberi pomudzimai akanga ava kuda kusununguka mwana kuti ridye mwana wake paanongomupona.