Nziyo 15:1-2
Nziyo 15:1-2 SCLBD
TENZI ndiani angagare mutendhe renyu? Ndiani angagare mugomo renyu rinoera? Munogarwa nomunhu ano upenyu huri pachokwadi, anoita zvakarurama uye anotaura chokwadi chake chaicho chinobva mumwoyo