Kutsinhira Mutemo 5:13-14
Kutsinhira Mutemo 5:13-14 SCLBD
Kwamazuva matanhatu, shanda zvako uite basa rako rose. Asi zuva rechinomwe iSabata raTenzi Mwari wako. Pazuva iroro usaite basa, iwe kana mwana wako mukomana, kana musikana, kunyange munhu anokushandira, murume kana mukadzi, kana nzombe yako, kana dhongi rako, kana chipfuwo chako chipi nechipi zvacho, kunyange muuyi agere nemi kuitira kuti munhu anokushandira murume kana mukadzi azororewo sewe.