Zvakazarurwa 12:12
Zvakazarurwa 12:12 SNA2002
Saka farai kudenga nemi munogarako. Mune nhamo imi nyika negungwa, nokuti mweya wakaipa wakaburukira kwamuri, akatsamwa kwazvo, nokuti anoziva kuti achine nguva duku.”