Mapisarema 24:3-4
Mapisarema 24:3-4 SNA2002
Ndiani angakwira mugomo raJehovha? Ndiani ungamira panzvimbo yake tsvene? Uyo anamaoko akachena, nomwoyo wakanaka kwazvo; Asingasimudziri mwoyo wake kune zvisina maturo, Neasina kupika nhema.