Mapisarema 15:1-2
Mapisarema 15:1-2 SNA2002
Jehovha, ndianiko angatsaukira mutende renyu? Ndianiko angagara pagomo renyu dzvene? Uyo, anofamba asina mhosva, anoita zvakarurama, Anotaura zvokwadi mumwoyo make.