Jobho 33:15-18
Jobho 33:15-18 SNA2002
Pakurota, kana pane zvinoonekwa usiku, Kana munhu abatwa nehope kwazvo, Kana avete panhoo; Ipapo unodziura nzeve dzavanhu, Nokusimbisa kurairwa kwavo, Kuti adzore munhu pakuvavarira zvakaipa, Nokuvanzira munhu kuzvikudza; Kuti adzore mweya wake pagomba. Hupenyu hwake hurege kuparadzwa nomunondo.