VaEfeso 2:10
VaEfeso 2:10 SNA2002
Nokuti tiri basa rake, takasikwa kuti muna Kristu Jesu tiite mabasa akanaka, akagadzirwa kare naMwari kuti tifambe maari.