2 VaTesaronika 2:13
2 VaTesaronika 2:13 SNA2002
Asi isu tinofanira kuvonga Mwari nguva dzose pamusoro penyu, hama dzangu, vadikanwi vaIshe, nokuti Mwari akakutsanangurai kubva pakutanga, kuti muponeswe muutsvene hwoMweya nokutenda chokwadi.