ƲaRoma 16:17
ƲaRoma 16:17 SUB1949
Ɀino ndinokumbira ɀikuru kwamuri, hama dzaŋgu, kuti mucerekedze aʋo ʋanopesanisa, naʋanogumbusa, ʋaciita ɀinopesana nedzidziso yamakadzidza imi; muʋanɀeŋge.