ƲaRoma 14:8
ƲaRoma 14:8 SUB1949
Nokuti kana ticirarama tinoraramira Ishe; kana ticifa, tinofira Ishe; ɀino kana ticirarama, kana ticifa, tiri ʋaShe.