Ɀakazarurwa 14:1
Ɀakazarurwa 14:1 SUB1949
Ɀino ndakatarira, ndikaʋona Gwaiana rimire pagomo reZioni, rinaʋamŋe ʋaneɀuru ɀinezana namakumi manna naʋanna, ʋanezita raro, nezita raƂaɓa ʋaro, rakanyorwa pahuma dzaʋo.