Ɀakazarurwa 13:3
Ɀakazarurwa 13:3 SUB1949
Mumŋe musoro waco wakaŋga wakaita sowakakuʋadzwa kuȿikira parufu; asi ʋaŋga, raifanira kuʋuraya, rakaŋga rapora; nyika yose ikashamiswa ikateʋera cikara.