Ɀakazarurwa 13:11-12
Ɀakazarurwa 13:11-12 SUB1949
Ɀino ndakaʋona cimŋe cikara cicikwira, cicibva panyika; cakaŋga cinenyaŋga mbiri segwaiana, cikataura seshato. Cinoɓata namasimba ose ecikara cokutaŋga pamberi paco. Cinomanikidza nyika naʋagere mukati mayo kuti ʋanamate cikara cokutaŋga, ciya cakapora ʋaŋga rokuʋuraya raco.