Mapisarema 42:6
Mapisarema 42:6 SUB1949
Haiwa Mŋari, mŋeya waŋgu unoshuwa mukati maŋgu; Naiɀoɀo ndinokuraŋgarirai ndiri panyika yaJoridani, Napamakomo eHermoni, necikomo ceMizari.