Mapisarema 40:1-2
Mapisarema 40:1-2 SUB1949
Ndakarindira‐rindira Jehova; Akarerekera kwandiri, akanzwa kucema kwaŋgu. Akandiɓuɗisa ʋo pagomba rokuparadzwa, nomudziʋa ramatope; Akamisa tsoka dzaŋgu paɗombo, akasimbisa kufamba kwaŋgu.