Mapisarema 35:27
Mapisarema 35:27 SUB1949
Ŋgaʋaɗanidzire nomufaro, ʋafare, iʋo ʋanoɗa kururamiswa kwemhaka yaŋgu; Ŋgaʋarambe ʋaciti: Jehova ŋgaakudzwe, Iye, unofarira kufara kwomuranda wake.