Mapisarema 30:11-12
Mapisarema 30:11-12 SUB1949
Makashandura kucema kwaŋgu kukaʋa kutamba; Makasunuŋgura gumbu raŋgu, mukasuŋga ciʋuno caŋgu nomufaro; Kuti mŋeya waŋgu ukuimbirei nziyo dzokurumbidza, urege kunyarara. Jehova Mŋari waŋgu, ndicakuʋoŋgai nokusiŋgaperi.