Ruka 14:34-35
Ruka 14:34-35 SUB1949
Munyu wakanaka; asi kana munyu waɗuruŋgunda, ucaruŋgwa neiko? Haucineɓasa pamunda, kana paɗutu romupfudze; ʋanourashira kunze. Unenzeʋe dzokunzwa, ŋgaanzwe.